Tuesday, 12 August 2014

A revolution lost in mid-fall

NZIRA DZEMASOJA USED TO BE ZANU-PF'S CREED. WONDERING WHAT WENT
WRONG. IF WE HAD STUCK TO THIS CREED, WE WOULD HAVE MADE GREAT STRIDES.
Kune nzira dzemasoja,
dzekuzvibatanadzo
Tererai mitemo yose
nenzira dzakanaka
Kune nzira dzemasoja,
dzekuzvibata nadzo
Tererai mitemo yose
nenzira dzakanaka.
Tisava tinotora zvinhu zvemass yedu.
Dzoserai zvinhu zvose,
zvatorwa kumuvengi.
Taurai zvinonzwika kuruzhinji Rwevanhu
Kuti mass inzwisise
zvakananga musangano.
Bhadharai zvamunotenga
Nenzira dzakanaka
Nokuti mudzosere zvinhu Zvose
Zvamunenge matora
Bhadharai zvamunotenga
Nenzira dzakanaka
Nokuti mudzosere zvinhu
Zvose Zvamunenge matora.

No comments:

Post a Comment